Hakata

Song

Hakata

Jah Prayzah · Chitubu · 2018 · 5:20

Lyrics

Haa, hiya hiya, hiya hiya Haa heya herere, hererewo Zvikanzi machinda takanda (hakata) Dziri kuti mose muchakwidza (makata) Zvikanzi nhongai nhongai (chakata) (Tifambe chinhambo, musamise mutambo) Haiwa ini ringe, ini ringe (hakata) Dziri kuti mose muchakwidza (makata) Zvikanzi nhonga usasiye (chakata) (Tifambe chinhambo, musamise mutambo) Varume kune nzira nhema (hakata) Ndiyoyi nzira yandinozeza (makata) Wochitonhonga usasiye (chakata) Tifambe chinhambo, musamise mutambo Wochiti gwedebu gwedebu (hakata) Fumura pachena tikwire (makata) Wochingonhonga usasiye (chakata) Tifambe chinhambo, musamise mutambo Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye Zvamunenge makafuratira Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu) Haiwa Chirorodziva Tateguru vakatungamira Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu) Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye Zvamunenge makafuratira Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu) Haiwa Chirorodziva Tateguru vakatungamira Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu) Vamwe vazoti hatiende Vamwe vadzikira muKwekwe Chitima charamba chichiti kweee Kwatabva chinhambo, musamise mutambo Inzwai ini ndarira senhengure Kwandabva varume kure kure Chitima charamba chichiti kweee Kwatabva chinhambo, musamise mutambo Hatichaona nzira zuva radzima (simudzira ngoma) Musaneta kudetembera madzimai (rwendo rwunorema) Ndaona nzira yacho haichina kucheneka Kwatabva chinhambo, musamise mutambo Hatichaona nzira, zuva radzima (simudzira ngoma) Musaneta kudetembera madzimai (rwendo rwunorema) Ndaona nzira yacho haichina kucheneka Kwatabva chinhambo, musamise mutambo Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye Zvamunenge makafuratira Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu) Haiwa Chirorodziva Tateguru vakatungamira Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu) Haiwa mudzimu woye, mudzimu woye Zvamunenge makafuratira Ko inga takadire mhamba (hupenyu, hurefu) Haiwa Chirorodziva Tateguru vakatungamira Mudzimu woye takashaya nzira (hupenyu, hurefu) Ini ndinomira-miraka ndomene (simudzira ngoma) Pane chandipiringa mugoronga, ndonye (rwendo rwunorema) Pane chandizunguza, mudzvovero wemhondoro Kune jecha, kune jeka-cheka, ini ndiri ndenga ndotya Ini ndinomiraka ndomene (simudzira ngoma) Pane chandipiringa mugoronga, ndonye (rwendo rwunorema) Pane chandizunguza, mudzvovero wemhondoro Kune jecha, kune jeka-cheka, ini ndiri ndenga ndotya Mudzimu woye, mudzimu woye (haiwa mudzimu woye) Zvamunenge makafuratira (haiwa mudzimu woye) Ko inga takadire mhamba (haiwa hupenyu, hurefu, mudzimu woye) Haiwa Chirorodziva (haiwa mudzimu woye) Tateguru vakatungamira (haiwa mudzimu woye) Mudzimu woye takashaya nzira (haiwa hupenyu hurefu)

Lyrics provided by LRCLIB.

Popular by Jah Prayzah